Testamende Yekare

Testamende Itsva

Maraki 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngaatukwe munyengeri ane gondohwe rakanaka pakati pamakwai ake, anopika kuti acharipa, asi agobayira chipfuwo chine chakaipa pachiri kuna Ishe. Nokuti ndiri mambo mukuru,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “uye zita rangu rinofanira kutyiwa pakati pendudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 1

Maonero Maraki 1:14 akapoteredza