Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 99:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Haiwa Jehovha Mwari wedu, imi makavapindura; makanga muri Mwari anokanganwira kuna Israeri, kunyange makavaranga pane zvavakaita.

9. Kudzai Jehovha Mwari wedu mumunamate pagomo rake dzvene, nokuti Jehovha Mwari wedu ndiye mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 99