Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 98:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. nehwamanda nokurira kworunyanga rwegondohwe, danidzirai nomufaro pamberi paJehovha, iye Mambo.

7. Gungwa ngaritinhire, nezvose zviri mariri, nenyika, navose vanogaramo.

8. Nzizi ngadziuchire maoko adzo, makomo ngaaimbe pamwe chete nomufaro;

9. ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 98