Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 84:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari ndiye zuva nenhoo; Jehovha anopa nyasha nokukudzwa; hapana chinhu chakanaka chaanganyima avo vanofamba zvakarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 84

Maonero Mapisarema 84:11 akapoteredza