Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 83:5-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Vanorangana pamwe chete nomwoyo mumwe chete; vanoita sungano yokuzorwa nemi,

6. matende eEdhomu nevaIshumaeri, neMoabhu navaHagari,

7. Gebha, Amoni neAmareki, Firistia, navanhu veTire.

8. Kunyange neAsiria yabatana navo kuti vasimbise zvizvarwa zvaRoti. Sera

9. Muvaitire sezvamakaitira vaMidhia, sezvamakaita kuna Sisera naJabhini paRwizi Kishoni,

10. ivo vakafira paEndori uye vakava sendove pamusoro pevhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 83