Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 77:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Kutinhira kwenyu kwakanzwika muchamupupuri, kupenya kwenyu kwakavhenekera nyika; nyika yakadedera ikadengenyeka.

19. Gwara renyu rakapinda nomugungwa, nzira yenyu ikapinda nomumvura zhinji zhinji, kunyange zvazvo tsoka dzenyu dzakanga dzisingaonekwi.

20. Makatungamirira vanhu venyu seboka ramakwai noruoko rwaMozisi naAroni.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 77