Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 70:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndiri murombo nomushayiwi; uyai nokukurumidza kwandiri, imi Mwari. Imi muri mubatsiri wangu nomurwiri wangu; Haiwa Jehovha, musanonoka.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 70

Maonero Mapisarema 70:5 akapoteredza