1. Ndinzweiwo, imi Mwari, pandinotaura chichemo changu; dzivirirai upenyu hwangu pakutyisidzira kwavavengi.
2. Ndivanzei pakurangana kwavakaipa, ndibve pazhowezhowe yeungano yavaiti vezvakaipa.
3. Vanorodza ndimi dzavo seminondo, uye vanonanga namashoko avo semiseve inouraya.