Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 61:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, shongwe yakasimba pamusoro pavavengi vangu.

4. Ndinopanga kugara mutende renyu nokusingaperi, uye nokuvanda mumumvuri wamapapiro enyu. Sera

5. Nokuti makanzwa mhiko dzangu, imi Mwari; makandipa nhaka yaavo vanotya zita renyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 61