Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu akarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.

2. Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko? Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 4