Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 37:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Zvishoma zvowakarurama zviri nani kupinda pfuma yavakaipa vazhinji;

17. nokuti simba ravakaipa richavhuniwa, asi Jehovha anotsigira vakarurama.

18. Mazuva avakarurama anozivikanwa naJehovha, uye nhaka yavo ichagara nokusingaperi.

19. Panguva yenjodzi, havanganyadziswi; mumazuva enzara ivo vachava nezvakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 37