Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 33:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Jehovha anokonesa urongwa hwendudzi; anopinganidza mifungo yendudzi.

11. Asi urongwa hwaJehovha hunomira hwakasimba nokusingaperi, nendangariro dzomwoyo wake kusvikira kumarudzi namarudzi.

12. Rwakaropafadzwa rudzi rwakaita Jehovha Mwari warwo, vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 33