Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 30:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu.

2. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro kwamuri uye mukandiporesa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 30