Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei! Vakawanda sei vanondimukira!

2. Vazhinji vanoti kwandiri, “Mwari haangamudzikinuri.” Sera

3. Asi imi Jehovha, muri nhoo yakandipoteredza; munoisa rukudzo pandiri uye munosimudza musoro wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 3