Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 25:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha, ndinosimudzira mwoyo wangu kwamuri;

2. haiwa Mwari wangu, ndinovimba nemi. Musandirega ndichinyadziswa, uye musarega vavengi vangu vachindikunda.

3. Hapana munhu ane tariro mamuri achanyadziswa, asi vachanyadziswa avo vanonyengera pasina chikonzero.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 25