Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 21:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Kunyange vachirangana zvakaipa pamusoro penyu nokufunga mano akaipa, havangagoni kubudirira;

12. nokuti muchaita kuti vafuratire, pamuchavananga nouta hwakavhomorwa.

13. Simudzirwai, imi Jehovha, musimba renyu; tichaimba uye ticharumbidza simba renyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 21