Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 17:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Haiwa Mwari, ndinodana kwamuri, nokuti muchandipindura; rerekerai nzeve yenyu kwandiri, munzwe munyengetero wangu.

7. Ratidzai kushamisa kworudo rwenyu rukuru, imi munoponesa noruoko rwenyu rworudyi, avo vanovanda vavengi vavo mamuri.

8. Ndichengetei semboni yeziso renyu; ndivanzei pasi pomumvuri wamapapiro enyu,

9. kubva kuno wakaipa anondirwisa, kubva kuvavengi vangu, vanoda kundiuraya, vakandikomberedza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 17