Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 147:9-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Anopa mombe zvokudya navana vamakunguwo pavanochema.

10. Mufaro wake hausi musimba rebhiza, uye mufaro wake hausi pamakumbo omunhu;

11. Jehovha anofadzwa naavo vanomutya, vanoisa tariro yavo parudo rwake rusingaperi.

12. Kudza Jehovha, iwe Jerusarema; rumbidza Mwari wako, iwe Zioni,

13. nokuti anosimbisa mazariro amasuo ako, uye anoropafadza vanhu vako vari mauri.

14. Anopa rugare pamiganhu yako, uye anokugutsa nezviyo zvakaisvonaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 147