Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 146:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rumbidza Jehovha. Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu.

2. Ndicharumbidza Jehovha mazuva ose oupenyu hwangu; ndichaimbira Mwari wangu nziyo dzokurumbidza ndichiri mupenyu.

3. Regai kuvimba namachinda, navanhu vanofa, vasingagoni kuponesa.

4. Mweya yavo painoenda, ivo vanodzokera kuvhu; pazuva racho iroro urongwa hwavo hunova pasina.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 146