Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 139:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Handina chimwe chinhu asi kuvavenga ivo; ndinovati vavengi vangu.

23. Ndinzverei, imi Mwari, mugoziva mwoyo wangu; ndiedzei mugoziva kushuva kwendangariro dzangu.

24. Muone kana musina nzira yakaipa mandiri, mugondifambisa munzira isingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 139