Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 136:18-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. uye akauraya madzimambo ane simba, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

19. Sihoni mambo wavaAmori, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

20. naOgi mambo weBhashani, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

21. akavapa nyika yavo senhaka, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

22. nhaka kumuranda wake Israeri, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

23. iye akatirangarira paurombo hwedu, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

24. uye akatisunungura kubva pavavengi vedu, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

25. uye anopa zvokudya kuzvisikwa zvose, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 136