Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 125:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Tsvimbo yavasakarurama haingagari pamusoro penyika yakagoverwa vakarurama, nokuti ipapo vakarurama vangazotambanudzira maoko avo kuita zvakaipa.

4. Haiwa Jehovha, itirai zvakanaka, kuna avo vakanaka, kuna avo vane mwoyo yakarurama.

5. Asi avo vanotsaukira kunzira dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwe chete navaiti vezvakaipa. Rugare ngaruve pana Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 125