Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 123:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndinosimudzira meso angu kwamuri, kunemi mune chigaro choushe kudenga.

2. Sokutarira kunoita meso enhapwa kuna vatenzi vadzo, sezvinoita meso omurandakadzi achitarira ruoko rwatenzikadzi wake, saizvozvo meso edu anotarira kuna Jehovha Mwari wedu, kusvikira atinzwira ngoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 123