Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 12:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Uye mashoko aJehovha haana chaangapomerwa, sesirivha yakacheneswa muchoto chevhu, yakanatswa kanomwe.

7. Imi Jehovha, muchatichengeta murugare uye muchatidzivirira kubva kuvanhu vakadai nokusingaperi.

8. Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 12