Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 119:57-60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

57. Haiwa, Jehovha, ndimi mugove wangu; ndakavimbisa kuteerera mashoko enyu.

58. Ndakatsvaka chiso chenyu nomwoyo wangu wose; ndinzwirei nyasha sezvamakavimbisa.

59. Ndakacherechedza nzira dzangu ndikadzorera tsoka dzangu kune zvamakatema.

60. Ndichakurumidza uye handinganonoki kuteerera mirayiro yenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 119