Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 115:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Kudenga denga kumusoro ndokwaJehovha, asi nyika akaipa kuvanhu.

17. Vakafa havazivo vanorumbidza Jehovha, avo vanoburukira kwakanyarara;

18. asi tisu tinokudza Jehovha, kubva zvino kusvikira narini. Rumbidzai Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 115