Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 111:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Yakasimba kusvika nokusingaperi-peri, yakaitwa mukutendeka nokururama.

9. Anopa dzikinuro kuvanhu vake; akarayira sungano yake nokusingaperi.

10. Kutya Jehovha ndiwo mavambo enjere; vose vanotevera mitemo yake vanonzwisisa. Kurumbidzwa ndokwake nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 111