Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 105:27-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Vakaita zviratidzo zvinoshamisa pakati pavo, izvo zvishamiso zvake munyika yaHamu.

28. Akatumira rima akaita kuti nyika ive murima, nokuti havana kumukira shoko rake here?

29. Akashandura mvura yavo zhinji ikava ropa, zvikaita kuti hove dzavo dzife.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 105