Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 101:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Hakuna munhu anonyengera achagara mumba mangu; hakuna munhu anotaura nhema achamira pamberi pangu.

8. Mangwanani oga oga ndichaita kuti vanyarare, vakaipa vose vari panyika; ndichauraya vaiti vezvakaipa vose, vabve muguta raJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 101