Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 101:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu; kwamuri, imi Jehovha, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.

2. Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa. muchauya riniko kwandiri? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo usina chaungapomerwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 101