Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 100:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika dzose.

2. Shumirai Jehovha nomufaro; uyai pamberi pake nenziyo dzomufaro.

3. Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatiita, uye tiri vake; tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.

4. Pindai pamasuo ake nokuvonga nomuvanze dzake nokurumbidza; chimuvongai uye murumbidze zita rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 100