Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 10:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Munonzwa henyu, imi Jehovha, zvishuvo zvavanotambura; munovakurudzira, uye munoteerera kuchema kwavo,

18. muchiruramisira nherera nevakamanikidzwa, kuti munhu wenyika, arege kuramba achingovhundutsa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 10