Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imi, iyemi Mwari, munoona kutambudzika nokusuwa; munokutarisisa kuti mukupedze. Asina simba anozviisa kwamuri; muri mubatsiri wenherera.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 10

Maonero Mapisarema 10:14 akapoteredza