Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 10:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Munomirireiko kure, imi Jehovha? Munozvivanzireiko panguva yokutambudzika?

2. Pakuzvikudza kwake munhu akaipa anovhima vasina simba, vanobatwa namano okufunga kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 10