Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vanodanidzira kwavari vachiti, “Ibvai! Hamuna kuchena! Ibvai! Ibvai! Musatibata!” Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu pakati pendudzi vanoti, “Havangarambi vachigara pano.”

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 4

Maonero Kuungudza Kwajeremia 4:15 akapoteredza