Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akafanana nomuvengi; akamedza Israeri. Akamedza mizinda yake yose uye akaparadza mhare dzake. Akawedzera kuchema nokuungudza kwoMwanasikana weJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:5 akapoteredza