Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Majaya navatana vavata pamwe chete muguruva romunzira; majaya angu navarandakadzi vangu vaurayiwa nomunondo. Makavauraya pazuva rokutsamwa kwenyu; makavabaya musina tsitsi.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:21 akapoteredza