Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndingareveiko pamusoro pako? Ndingakuenzanisa neiko, iwe Mwanasikana weJerusarema? Ndingakufananidze neiko, kuti zvimwe ndikunyaradze, iwe Mhandara Mwanasikana weZioni? Vanga rako rakadzika segungwa Ndianiko achakuporesa?

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:13 akapoteredza