Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meso angu aneta nokuchema, ndiri kurwadziwa mukati mangu, mwoyo wangu wadururirwa pasi nokuti vanhu vangu vaparadzwa, nokuti vana navacheche voziya munzira dzomuguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:11 akapoteredza