Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akarurama, asi ini ndakamukira murayiro wake. Inzwai, imi vanhu mose; onai kutambudzika kwangu. Majaya angu navarandakadzi vangu vakaenda kuutapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:18 akapoteredza