Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, muguta zvamusisina vanhu, iro rakanga rizere navanhu! Zvarangova sechirikadzi, iro rakanga riri guru pakati pamarudzi! Iro rakanga riri mambokadzi pakati penyika, zvino rava nhapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 1

Maonero Kuungudza Kwajeremia 1:1 akapoteredza