Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 8:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vose navatorwa, navakuru vavo navatariri vavo, navatongi vavo, vakanga vakamira kumativi maviri eareka yesungano yaJehovha, vakatarisa avo vakanga vakaitakura, vaprista, vakanga vari vaRevhi. Imwe hafu yavanhu yakanga yakamira pamberi pegomo reGerizimu uye imwe hafu yakamira pamberi pegomo reEbhari, sezvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waJehovha pakutanga paakati vanhu veIsraeri varopafadzwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:33 akapoteredza