Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usatya kana kuvhundutswa. Tora varwi vose uende unorwisa Ai. Nokuti ndaisa mambo weAi, navanhu vake, neguta rake nenyika yake mumaoko ako.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:1 akapoteredza