Ngapave navaprista vanomwe vanotakura hwamanda dzenyanga dzamakondohwe pamberi peareka. Pazuva rechinomwe fambai muchitenderera guta kanomwe, vaprista vachiridza hwamanda.