Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakanga vafamba mugwenga kwamakore makumi mana kusvikira varume vose vaiva vezera rehondo pavakabuda muIjipiti vafa, nokuti vakanga vasina kuteerera Jehovha. Nokuti Jehovha akanga apika kwavari kuti havaizoona nyika iyo yaakanga avimbisa madzitateguru avo kuti achatipa, nyika inoerera mukaka nouchi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 5

Maonero Joshua 5:6 akapoteredza