Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 3

Maonero Joshua 3:5 akapoteredza