Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 24:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana kushumira Jehovha kusingakufadzei, zvino zvisarudzirei nhasi wamuchashumira, vamwari vaishumirwa namadzitateguru enyu mhiri kwoRwizi kana vamwari vavaAmori, munyika mamugere. Asi kana ndirini neimba yangu tichashumira Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 24

Maonero Joshua 24:15 akapoteredza