Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 22:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Finehasi, mwanakomana waEreazari muprista, navatungamiri vakadzokera kuKenani, vachibva kumusangano wavo navaRubheni navaGadhi muGireadhi uye vakandozivisa vaIsraeri zvakanga zvaitika.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 22

Maonero Joshua 22:32 akapoteredza