Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatumwa iye pamwe chete navakuru vamachinda gumi, mumwe chete akamirira rudzi rumwe chete rwavaIsraeri, mumwe nomumwe wavo ari mukuru weimba pakati pamarudzi aIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 22

Maonero Joshua 22:14 akapoteredza