Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 21:40-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

40. Maguta ose akanga agoverwa dzimba dzavaMerari, avo vakanga vari vaRevhi vakasara, akanga ari gumi namaviri.

41. Maguta avaRevhi munyika yaiva yavaIsraeri aiva makumi mana namasere pamwe chete namafuro awo.

42. Rimwe nerimwe ramaguta aya rakanga rakapoteredzwa namafuro; ndizvo zvakanga zvakaita maguta ose aya.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21